Me & The VI Lyrics – Malcom Mufunde & YaadUniverse
Singer: Malcom Mufunde & YaadUniverse
Title: Me & The VI
Intro: DJ Mace
Ha, anofa chete nhasi naspeaker. Ichi chinonzi Me & The VI; Malcom Mufunde naVI The Law. Hanzi Vee-Eye The Law nevasina kuita maRoman Numerals kuprimary uku. Tikukuzivai